Nyaudzosingwi M-P
Mataridziko
Nyaudzosingwi A-G | Nyaudzosingwi H-K | Nyaudzosingwi M-P | Nyaudzosingwi R-U | Nyaudzosingwi V-Z
Peji rinori ndere nyaudzosingwi dzinotanga naM kusvika kuna P.
- mangu kana pamupamu (ideophone of Filling container of any kind with anything). Kumangudza kana kukabura (Fill to brim). Kumanguka (Get filled full).
- mangu (Taking big bite of soft object e.g sweet). Mamwe Mazwi: Kumanguka (Be, or be able to be, bitten -soft object).Kumangura (Take a large bite of soft object e.g. apple).
- mbu (ideophone of Cutting off short piece e.g. of dried meat).
- mbu-u (ideophone of Being extremely white. 2. M of Being clean - laundry). Musoro waSekuru vachena kuti mbu-u: grandfather's head is as white as snow.
- mbu (ideophone of Dropping dead). Nhoro yakati muuswa mbu: the kudu fell dead in the grass.
- mbumu (ideophone of Blowing out e.g. smoke; 2. of Grazing (touching lightly). Akati utsi mbumu: he blew smoke out (tobacco). Chapungu chakati hanga mbumu: the batleur eagle swooped and grazed the guineafowl. Mazwi anotodzana anoti: kumbumura, kumbumudza, kumbumuka - (Graze; brush lightly especially with hand). Akamudenha nokumbumura musoro.
- mbumuzu (ideophone of Striking glancing blow). Kumbumuzura (Strike glancing blow). Gondo rakambumuzura huku: the hawk swooped on the fowl and struck it a glancing blow.
- mburetete kana mbure (ideophone of Being very white). Jenaguru rakati mburetete: the full moon is very white.
- mhanhara (ideophone of Landing nearby after jumping (something unwelcome). -mhanharidza [L]Z v t Make something unwelcome land nearby. Kumhanharika (Land nearby, after jumping - something unwelcome).