Svetuka kuchirochemo

Nyamafingu

Kubva Wikipedia

Nyamafingu (kureva cobra) inyoka ine huturu inowanikwa muAfurika, Ezhiya nekuIndia. Nyamafingu inoti kana yashatirwa inofutisa mativi emusoro - kunova kunobva zita rookuti nyamafingu; izvo zvakafuta kumativi ndizvo mafingu. Sezvinoita nyoka dzese inofutisa pahuro ichityisidzira chete. Inozviitira kuti isatambisa huturu hwayo uhwo inoda pakuvhima chikafu. Inokwanisa kuzviita izvi nekutambaradza mbabvu dzayo.


Kune mhando dzakatambarara dze nyamafingu, zvichienda zvakare nenzvimbo