Masunda
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuNhendashure)
Shoko rokuti masunda (Backwards motion) rinoreva kufamba munhu achidzokera shure akadungamidza gotsi kwete chiso. Nekumwe kutaura masunda anonzi nhendashure kana chamagotsi.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Rega kubuda mumba namasunda: do not walk out of the house backwards.
- Zvino Shem naJaphet vakatora chokufuka, vakachiisa pamapfudzi avo vari vairi, vakahamba ngefundamutete, vakafukidza utitinini hwababa avo ... (Genesis 9:23 Bhaibheri reChiNdau).