Shaveshave
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuNharira)
Papilio machaon | |
Hupangu muSainzi | |
---|---|
Muvuso: | Umhuka (Animalia) |
Faramu: | Arthropoda |
Musaku: | Insecta |
Raya: | Lepidoptera |
Chiraya: | Rhopalocera |
Chiboka (subgrop) | |
Superfamily Hedyloidea: * Hedylidae Superfamily Papilionoidea: * Hesperiidae * Lycaenidae * Nymphalidae * Papilionidae * Pieridae * Riodinidae |
Shaveshave (ku Chingezi: butterfly) fufura kana nharira.
Mamwe mazita aro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vamwe vanoti bembenene kana betepesu. Shaveshave rine matanho mana ehupenyu hwaro anoti: zai; larva; gonye; nzvundu neshaveshave rinobhururuka.
Harati idzi dzinodukuta mubhu dzozoshanduka mashaveshave. These caterpillars burrow into the ground then change into butterflies.
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Hupangu muSainzi (scientific classification)
- Kingdom - Muvuso kubva kushoko rekuti Muvuso (kingdom; state)
- Phylum - faramu
- Class - musaku
- Order - raya
- suborder - chiraya (suborder "under order")
- Subgroups - chiboka