Svetuka kuchirochemo

Nehor-eka

Kubva Wikipedia

Tarisai futi Nehoreka (kukanganiswa kweshoko iri)

Zita rekutanga, Nehor ndere muChihebheru kana Chiaramaiki mavambo zvinoreva kuti "mwenje". Misiyano yezita iri ndiNahor. Kana 'Nohor' kana 'Nohur', inowanikwa mumitauro yemuno zvakare, uye izwi rekuti 'eka' hariwanikwe zvakare muChishona kana mimwe mitauro yemuno. Nehor-eka mubatanidzwa wemazwi maviri. Kana 'Nehor' iri reChiaramaiki mavambo, 'Eka' ndeye Indo-Yuropu mavambo uye zvinoreva 'mumwe', kana 'wekutanga' kana 'gamba', nezvimwe zvinoreva zvakafanana.

Izita remutungamiri weVabudya (kana Vabhuja (Buja))

  • Ne- / -Ne

Sechivaka shure rinoshandiswa richi mirira kuti "and" kana kuti "with" muChirungu. "Inini newe" (me and you) kana "Akaenda nechii?" (what did he go with?)

Pamusoro pezvo, sechivakamberi rinoreva kuti "have" rinoshandiswa se izvi: "Ndine nwadhi rako" (I have your book)

  • Horeka

Zvire zvirevo zviviri, chirevo chekutanga ndechekuti "to gathered" or "capable of being gathered" rinowanikwa se "mashizha anohoreka" (the leaves are able to be gathered")

נְהוֹרַאי, (Nehorai) kubva kuChiaramaiki נְהוֹר (nehor) kana נְהוֹרָא (nehora) zvinoreva kuti "mwenje".[1]

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. "Nehorai" Hyman, Toledot, 918f.; Bacher, Tann, 2 (1890), 377–83. Yakatariswa: 11 Chikunguru 2021