Svetuka kuchirochemo

Ndimu

Kubva Wikipedia
Ndimu
Hupango mu sainzi
Muvuso: Udzinde (Plantae)
Bazu: Tyakeyofiti (Tracheophytes)
Bazu: Maanjiyospemu (Angiosperms)
Bazu: Mayudhikoti (Eudicots)
Bazu: Marhozidhi (Rosids)
Raya: Masapindale (Sapindales)
Mhuri: Rhutase (Rutaceae)
Mbari: Uswiri/Undimu (Citrus)
Rudzi: C. limon
Zitarupiri
Uswiri Ndimu

(L.) Osbeck

Ndimu (Chingezi: lemon) uye mandimu pahuwandu muchero unorimwa wakada kuita seranjisi asi iwo unovava. Urimumhuri wemichero ye citrus. Ndimu chiga che Ezhiya, kunyanya kuMaodzanyembaemabvazuva e India (Assam), Mabvazuva e Bhuruma (Miyanima) kana Chayina.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanoti ndimu (n. lemon) vachireva ndimu.
  • Sepedi vanoti moswiri (n. lemon) vachireva ndimu.
  • VaVenda vanoti tshikavhavhe (n. lemon). Mamwe mazwi: mukavhavhe (n. lemon tree).