N'wadhi ra Nehemiha

Kubva Wikipedia
<<<< Ezira >>>> Esiteri

N'wadhi ra Nehemiha (kana Nehemia, kana Neemiha) muBhaibheri rechiHebheru, rinotaura pakazhinji muumunhumotsi (first person) se-memoir inotaura nezvekuvakwa kwemadziro eJerusarema mushure mekudzingwa kwaNehemiha kubva muBhabhironi, Mujudha aive muofishari wechinzvimbo chikuru mudare re Perusiya, uye rusananguriro rwe guta iroro uye vanhu varo kumutemo (Torah) waMwari. Rakanyorwa na Nehemiha uye na Ezira, rakambozivikanwa se 'N'wadhi ra Ezira rechiPiri'.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]