Mwaka wechikumi

Kubva Wikipedia

Mwaka wechikumi (Decade in English) zvinoreva makore gumi. Pachinyorwa chino kana padudzwa gore zvichitevedza mashoko mwaka wechikumi zvinoreva kuti iri ndiro gore riri kutangwa kuverengwa makore gumi aya.

Sekuti mwaka wechikumi kubva 1980 unotanga kubva pagore ra 1980 kusvika 1989.