Muzuwe (bonde)

Kubva Wikipedia

Ini wacho ndakazvinyora ndini ndabvisa nokuti mumoyo mangu ndaona zvisingawirirane netsika dzedu sevanhu uye neshoko raMwari. Anenge ada kudzorera chinyora zvako zvepfungwa dzako, vanobvunza vagobvunza iwe, vanotonga vagotonga iwe. Ini ndabuda munyaya yacho, handichada kuzvipamhazve. Kutonga kwaMwari kunotyisa saka ndabvisa.