Mutoro weHumbowo

Kubva Wikipedia

Mutoro weHumbowo (burden of proof) inhau yakakosha pakutonga kwemhosva pakuti anopomera mhosva anofanira kuuya pamberi pedare akabata humbowo. Kana pasina humbowo hwakakwana zvoreva kuti mupomerwi anobuda mudare asina kutongerwa mhosva yaari kupomerwa.