Mutemo (ruzivo)

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo cheScience shoko rokuti mutemo rinoreva zvirevo zvinodudzira, kumisikidza kana kuedza kutsanangura sei zvimwe zvinhu zvichiitika sezvazviri pasi pano.

Mitemo musaenzi:

  1. inopfupikisa unganidzwa yezvokwadi zvakawanikwa mukucherechedza ichishanda nechirevo (statement) chimwe chete,
  2. inogona kunyora mumasvomhu seimwe yezvirevo kana tsazaniso, kana kuva chirevo chimwe chete, kuti ikwanisiwe kushandiswa kufembera chimuko (result) chechedza papihwa mamiriro ezvinoitika,
  3. inotsigirwa zvakanyanya nehumbowo hweongororo - ruzivo rwesaenzi rwakadzokorodzwa rwukabvumwa kuti ichokwadi (pasina kumbobvira panyepwa).


Mitemo inosiyana nezvisumamunyati nefungirwo (postulates) zvinova zvinopihwa pasati paitwa nemukuitwa kwechedza.