Mutauro wekuumba
Mataridziko

Mutauro wekuumba (ku Chingezi: constructed language; conlang) kana umbamutauro[1] mutauro une ruambainzwi, girama, uye mazwi, pachinzvimbo chekusikwa sechizvarirwo, chinoumbwa nehungwaru kana kugadzirwa sebasa re nganonyorwa (kana fikishini). Mitauro yakaumbwa inogona zvakare kutaurwa semitauro yekunyepedzera, mitauro yakarongwa kana mitauro yakasikwa[2] uye mune dzimwe nguva, mitauro ye runganonyorwa.[3]
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Artificial languages are informally called conlangs (constructed languages), and the study of artificial languages and related matters is interlinguistics.
- ↑ http://www.eurovision.tv/page/news?id=554&_t=ishtar_for_belgium_to_belgrade
- ↑ Klaus Schubert, Designed Languages for Communicative Needs within and between Language Communities, in: Planned languages and language planning (PDF), Austrian National Library, 2019