Mutauro wePasirose

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutauro wePasirose (World language) mutauro wakadandiranyika unotarwa nevanhu vazhinji uye unodzidzirwa nevanhu vazhinji semutauro wechipiri. Mutauro wePasirose unoonekwa wakatekeshera munyika zhinji uye uchishandiswa nemasangano akadandiranyika uye mumisangano yenhume dzenyika. Mitauro yePasirose mizhinji yakabva kuEurope ichitekeshera munguva iyo Europe yakanga yakapamba nzvimbo dzakakura.