Musunamiswa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti musunamiswa (Inverse in English) rinotaura chiitiko B chinoita zvakapesana nechiitiko chekutanga A. Somuenzaniso rutsamo runoita zvakapesana negovaniso saka zviitiko zviviri izvi zvine musunamiswa.

Mufananidzo[chinja | edit source]

  • 1/4 musunamiswa wa 4.
  • 6/2 = 3 musunamiswa wa 2 x 3 = 6.