Muserengeti sezita

Kubva Wikipedia

Muserengeti izita remhuri rinowanikwa kuUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Emmanuel Muserengeti; Rasi Mserengeti; Jummane Mserengeti; Mipiwa Mserengeti.

Kitufu sezita

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luganda vanoti akaserengetto (adj. steep). Mamwe mazwi: amaserengeta (n. South).
  • Luganda vanoti okuserengeta (v. to descend).