Murandu, Burundi

Kubva Wikipedia

Murandu idunhu riri munyika inonzi Burundi muAfrika. MuchiNyanja, chiChewa, kiSwahili nemimwe mitauro yekuZambia,Kongo, Malawi nenyika zhinji dziri nechekumabvazuva kweAfrika.

  • Murandu (Mulandu) zvinoreva kuti mhosva kana kuti muripo unenge watemerwa mutadzi.
  • Munyika yeZimbabwe mune vanhu vanonzi vekwaMurandu vanowanikwa kwaMasembura, Chikwaka nekwaSeke pedyo naHanyani(Manyame)