Munana

Kubva Wikipedia

Munana (Nge. miracle) kana pahuwandu zvichinzi minana, chiitiko chisingakwanise kutsanangura pausikwanamwari kana pamitemo ye sainzi uye zvinowanzo tsanangurwa zvichinzi zvakaitika nokuda kwe chikonzeresi chiri supernatural kana praeternatural. Zvitendero zvizhinji zvinowanzo tenda kuti finomina yakaita senge ye unana inokonzereswa ne Nhu iri supernatural, (pakazvinji) dheiti, mejisheni, muiti weminana, musande, kana mutungamiri wechitendero senge muparidzi.

Zvanhasi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]