Mukodokodo
Mataridziko
Mukodokodo, mudzinza, mutsetseuta, mufukusi, mushungunu, mudodo kana mutorarwizi (Medium-sized tree: Bridelia micrantha) rudzi rwemuti muAfrika mudungu remadondazuva uye kuReunion neEastern Cape South Africa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kihehe inoti mwesa (n. Bridelia micrantha).