Mukanyiwa

Kubva Wikipedia

Mukanyiwa (n. Dough).

  • Kuvanga (v. Knead) kureva kukanya.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lubwisi vanoti kitumbe (n. Cassava dough) kureva mukanyiwa wemufarinya.