Kubinya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMubinyo)

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kubinya imhosva yakangofanana nekuba. Kazhinji vanobinya vanoshandisa unyengeri nemanyepo. Vamwe vavo vanoba nepenzura, zvichireva kuti vanhu ava intanavi dzebasa raro dzinogona kuba nokunyora magwaro enhema anosara asina vazhinji vaziva kuti pabiwa pano.