Misambo paBonde

Kubva Wikipedia

Pakutanga ndichinyora ndaiti ndiri kunyora zvitsvene asi zvino mupfungwa nemoyo zvaramba kugamuchirika. Ini ndakazvinyora ndini ndabvisa nokuti mumoyo mangu ndaona zvisingawirirane netsika dzedu sevanhu uye neshoko raMwari. Anenge ada kudzorera chinyora zvako zvepfungwa dzako, vanobvunza vagobvunza iwe, vanotonga vagotonga iwe. Ini ndabuda munyaya yacho, handichada kuzvipamhazve. Vanhu takatarirwa kurarama kamwe, sure kwazvo kunouya rufu nekutongwa naMwari. Kana ndimiwo makambozvinzva kupi mutsika dzekwedu kuti nyaya dzakadai dzinotaurwa paruzhinji kudai - anenge adzorera nyaya yasarira iwe.