Mukwava
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMirombe)
- Mukwava (Angle, where two lines or surfaces meet).
- Hanzi kune mhando yedoro rinonzi mukwava.
- inowanzomwiwa nengezha.... Vana Baba Rati, Pride , Dhadhanya, Rev Matt, Mure navana Samaita Mbizi Hwahwa
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |