Mhumburu (tambo)

Kubva Wikipedia

Pakurukwa kunoitwa tyava mhumburu imhando yetyava chinorukwa netambo dzemakavi mana chinobuda chakanatsa kuurungana mativi ose. Mhumburu yakasiyana negurumbindo rinorukwa nemakavi matatu, gurumbindo rinobuda rakaita rupandi kana kuti mhande - strip. vamwe vatauri vanoti gurumbiro.

  • Bote, rupote kana mapote (Stout woven rope. Cincture, gird; cord) apa kureva tambo yakarukwa inosungwa yakapotera muchiuno.
  • Rutsiki, rukusha kana husha (lash of whip; the flexible part of a whip).
  • Gashu (rope of twisted bark of four strands). Ndipo panobva izvi rokuti makashu. Jesu vandidambura makashu.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mhande (1. Fold or thickness; strip). apa kureva mupeto kana rupandi.
  • Mhande mbiri ((two folds; two thicknesses). Mhande yejira: strip of calico.
  • Rundaza (strip of cloth). Pakuwanda zvonzi ndaza.