Kupindura Mubvunzo

From Wikipedia
(Redirected from Mhinduro)
Jump to navigation Jump to search

Kupindura kana kupingura (to answer; to turn) zvinoreva kudavira kumubvunzo unenge wabvunzwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Basotho vanoti karabo (n. answer) kureva mhinduro. Zvichida rinotodzana nokuti kurapanura? VaHerero vanoti zira (reply).
  • Barotse vanoti kalabo (n. answer. reply) kureva mhinduro. Barotse vanoti -alaba (v.t. to answer, to reply, to respond) zvichireva kupindura.
  • VaGungu vanoti kuhindula (v. 1. transfer, remove; 2. change; transform; 3. turn around; 4. substitute 5. interpret, translate).