Mbato

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mbato (Wick-trimmer) zvinoreva turuzi rinoshandiswa kuchekerera tambo yerambhi kana kuti mwenje. Mbato inotaridzika sechigero.