Matereke

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Matereke izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • KuChiNdau vanoti tereka (toput pot on fire) zvichireva kugadza poto pamoto.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMakhuwa vanoti notereka kana anotereka pakuwanda (cook) vachireva munhu anobika.
  • Vatauri veChewa neHerero vanoti tereka (boil, to set pot on the fire) kureva kufashaidza. Tereka onyama (boil the meat).
  • Vatauri veUmbundu vanoti teleka (cook by boiling).
  • Vanotaura Kirundu vanoti gutereka (put a thing in its certain place; put on the ground; to move something to another place).
  • Vatauri veKikongo neLenje vanoti teleka (to set a pot on fire, to boil water) vachireva kugadza poto pamoto.