Musakasaka

From Wikipedia
(Redirected from Mapokora)
Jump to navigation Jump to search

Musakasaka, bokora, mapokora, bokoza, mvura yehore, musoko, mushoko (shower of rain) zvinoreva kunaya kwemvura zhinji.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaZigula vanoti kuhola (become or get cool; cool down; cooling; gentle) kureva kutonhodza.
  • VaZigula vanoti kuhola (gentle) kureva kuita chinyai.