Mapfudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mapfudza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kupfudza (to go constantly to a place; be intimate there, go often to same place) zvinoreva kugaroenda panzvimbo kana kunhu kuri kurehwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.