Manyonga
Mataridziko
- Manyonga (wavy zigazag motion)?
- Manyonga sezita (a family name).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kimbundu inoti kunhonga (v. twist) kureva kunyomga.
- Bushong inoti nyonga (v. enfeeble, impair, be weak, jade, succumb, tender, weary).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
