Gombwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMakombwa)

Gombwa kana makombwa (Hereditary name especially of Cheiftainship) izita rinodanwa narwo Ushe hwedunhu sokuti Ishe Chinamhora kunyange zvazvo wacho akabata chigaro anokwanisa kunge asingashandise zita iroro sezita remhuri.