Mahumunya
Mataridziko
Mahumunya, magwirikwinya, kana magurumukurwa (Mumps) chirwere chinokonzera kuzvimba kuzasi kwematama. Ichi chimwe chezvirwere zvinobayirwa nhomba.