Madziva, Zimbabwe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dunhu reMadziva inzvimbo iri kuMashonaland Central pamugwagwa unobva Bindura kuenda kuMount Darwin. Madziva inzvimbo yemaruwa iri chinhambwe maKilometre makumi mana (40) kubva kuBindura. Zvikoro zvinoti Bradely Institute neChindunduma High School zvinowanikwa mudunhu reMadziva. Ishe wedunhu iri anonzi Ishe Mutumba.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti ziwa (1. woman's breast, 2.udder) zvichireva mazamu.
  • VaSwahili vanoti maziwa (milk) zvichireva mukaka.
  • VaYao vanoti kukola kana kola (to have, to get, to possess).
  • VaYao vanoti kukolela (to have for).
  • VaYao vanoti kola soni (to be ashamed).
  • VaYao vanoti kola umi (to be healthy; to live).