Maduka sezita
Mataridziko
Maduka izita revanhu rinowanikwa muAfrika.
- Vanhu vane zita iri: Stanley Maduka, Emmanuel Maduka, Benjamin Maduka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lubwisi vanoti duuka, maduuka (n. Shop, store, market place).