Madimbu (chiitiko)

Kubva Wikipedia

Madimbu (fortunate coincidence) zvinoreva kuita mahwekwe asi aya ari aitika uchisangana nerombo rakanaka kana kuti nechinhu chakarurama.