Machiti

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Machiti paRwizi Mississippi, Pakehnham, Ontario, Canada

Machiti (rapids in English) zvinoreva mangondo kana mawere anodzika ari munzira yerwizi, pahumwe zviichinzi chiti. Mangondo aya anoitika pane matombo makukutu akachinjika panoerera nerwizi, asi zasi kune matombo anokukurwa zviri nyore.