Logic gates

Kubva Wikipedia

Logic gates redirects here.Logic gates in english

Logic gates malogical devices anobuditsa maoutputs akasiyana zvichenderana nemhando ye gate riri kushandiswa. Mhando dzema logic gates dzinosanganisira: nand; and uye not gates.

And Gate[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Logic device iri rinobudista output yechokwadi, kana ma inputs ese ari echokwadi. Ine two inputs ne1 output inotaridza kuti mapinda, mashoko echokwadi kana ekunyepa. Makapinda 1 & 0 input, zvoreva kuti output inenge iri zero. Makapinda 1, &1 output inenge iri 1. Makapinda 0 &0 output inenge iri 0. And gates haachinje output zvekuti anozoshamisira. And gates anonyanyoshandiswa muma7400 series.

Nand Gate[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nand gate ilogic device inobuditsa output yekunyepa. Iyi tinoti inoshamisira nekuti inoita vise vesa palogic gates. Ine two matransistor anokwanisa kuti iyo yibudiste false output. Inoti wakaisa 1 &0, output inobuda ndi 0. Wakaisa 0 & 0 output inobuda ndi 2?1. Wakaisa 1 & 1 output inobuda ndi0. Nand gate anoshandiswa pamacalculator nekuti anokwaniswa kuprogramwa futi wakushandisa mabuttons. Nand gate anokwaniswawo kuiswa paplay yekuti anochengeta information pakuchinja maoutputs kwaanoita.Anofanirwa ane a.c voltage ndobest

not gate[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Not gate ilogical device inoshandiswayo pakuproducer false output when input yaiswa iri correct.I ne one input nehwani output. Malogic device aya ndeepama reprogrammable circuits anotendedza kudzimwa nekumutsa dhata. Anobatanidzwa oita ma parallel groups. Inochengeta information through many connections. Mumemory card munokwaniswa kuwaniwa about 4000ma nand gates nema not gates for memory programmable and erassable

see more[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

[http://en.wikipedia.org/wiki/logic-gates http://wikipedia.org/logic gate sf