Kuverereka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchidzidzo fundoyetsimba, kuverereka (Sublimation) zvinoreva kushanduka kwemvura kubva pakuva magodo echando kuenda pakuva mupfunga wemvura. Ichi chikitiko chinoitika nguva dzose.

Tsika[chinja | edit source]

MuBhaibheri David akaita kaverevere kupinda pamusasa wamambo Saul akatora kapu yainwirwa namambo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]