Kuvaviwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuvaviwa (feeling itchy) zvinotaura zvinonzwa munhu apo anozokwenya.

Tsika[chinja | edit source]

  • Igangaidza mukwenyi mhezi kuvavira mudumbu.
  • Idzimaidza mukwenyi, mhezi kuva­vira mundani.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti mpere zi-fala tupi lonse (the itch spreads over the whole body) vachireva muviri wose unovava.
  • VaZigula vanoti kuwawa (to sting; to taste spicy; tasting spicy hot) kureva kuvava.