Kututunura

Kubva Wikipedia

Kututunura (kureva downloading, tutunura - downaload uye tunuro download) muutande we kombiyuta, kututunura zvinoreva kupuhwa dhata kubva kudandira riri rhimoti, pakazhinji isevha pasevha ye utande, sevha ye FTP, sevha ye tsambamhozha kana rimwe dandira. Izvi zvinosiyana nekudutuna (uploading) zvichireva kutumwa kwedhata musevha iri rhimoti. Tutunuro zvinoreva fayera ririkuda kututunurwa kana rakatutunurwa kare.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kudutuna (uploading)
  • Dutuno (upload)
  • Tutunuro (download)
  • kuraichisa (to load, loading)
  • kuraichisa (to cause to load)