Kutsotserana

From Wikipedia
(Redirected from Kutsotsera)
Jump to navigation Jump to search

Kutsotserana (contribute to common cause) zvinoreva kuwunganidza ingava mari, chokudya kana nhumbi dziri kudiwa pachirongwa nemutowo wekuita mudememudeme, munhu wese ari muboka achiwana chikamu chake chaanounza kuchirongwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti tsango kana matsango (contribution). Mamwe mazwi: lusango (contribution to a common fund) vachireva kutsotserana.
  • VaDigo vanoti tsangira (to donate to or for something; to make an addition e.g. to a conversation).