Kutsetsa
Mataridziko
- Kutsetsa (to grind fine) zvichireva kunatsa kudukupisa sebukuta zviri kugayiwa kana kukuyiwa.
- Kutsetsa (to sharpen e.g. a pencil) zvichireva kutesvera chingava chimuti, simbi kana penzura.
- Kutsetsa (to cut or carve wood) (to carve wood, to peel with a knife).
- Kutsetsa kana kusetsa (to cause laughter)
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |