Kuveza

From Wikipedia
(Redirected from Kutsepeteka)
Jump to navigation Jump to search
A Japanese plane in use

Mashoko ari pachinyorwa chino ane chekuita nekuveza, zvinoreva kushanda nemapuranga kana miti uchigadzira zviro zvine chiumbiko chaunoda.

  • Kuveza, kusenda (to plane, to make smooth, to peel as of potatoes).
  • Kusesa (to adze, to carve out, to cut peel off, to work in wood).
  • Tsendo (plane, carpentry equipment).

Kutsepeteka (fit flushly). Akabatanidza mapuranga akasara anatsoti tsepete.

  • Mukoweri (skillful person; one who repairs wooden articles).
  • Mujokoro (Large auger for burning holes in wood).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti mubezyi (carver) kureva muvezi.
  • VaLenje vanoti wesa (cut or carve with adze) kureva kuveza nembezo.
  • Barotse vanoti muezi kana baezi (n. maker, doer (from -eza).
Tsendo, Craftsman No. 5 Jack Plane