Kutsa
Mataridziko
- Kutsa Moto kana kuhwidza moto (kindle a fire) apa kureva kuvesa moto.
- Kutsa kana zingizira (make a common cause, take concerted action) apa kureva kukutsira.
- Kutsa (to dig) apa kureva kudhiga.
- Kutsa (Shape a serving of sadza by tossing it in a plate) zvichireva kukacha sadza mundiro kuti riumbike zvakanaka.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kutsa moto muviri ubve chando: make a fire so that we can thaw out.
- Vana vakaita chirwirangwe chokukutsirana munhu ainge arwisa baba vavo: the children dropped everything else to make a united attack on a person who was attacking their father.
- Vakakutsirana kutenga gejo: they all contributed to the purchase of a plough.
- Ndakutsirwa navo: they ganged up on me (lit: I was ganged up on by them).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |