Kutemesa Musoro

Kubva Wikipedia

Kutemesa Musoro zvinoreva kunetsekana mupfungwa uchitadza kunzwisisa kana kugamuchira zviripo pahupenyu hwako.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyaya yemubvana wavo akatizira nemukorokoza iri kuvatemesa musoro.
  • Kambasha ari kuvatemesa musoro nekuti akaramba kupinda mubato ravo, asi iye ane vateveri vazhinji.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]