Kusininika

Kubva Wikipedia

Kusininina kuyenderera mberi kwekudzika kwemvura muvhu (Percolation). Nzvimbo dzine jecha rakawanda ndinosinina nekukurumidza kudarika nzvimbo dze dongo (Clay soil).