Kusashandisa masimba mukuwirirana

Kubva Wikipedia

Kusashandisa masimba mukuwirirana inzira mukukurukurirana zvichienderana nenheyo dze kusashandisa chisimba. Pfungwa idzi dzakatangidza kugadzirwa ne muongorori wenhau dzeutano wekugadzikana kwepfungwa muzvipatara, Marshall Rosenberg kubvira gore ra 1960.

Nzira iyi, inokurudzira kuwirirana maererano ne tsika dze kusashandisa masimba mukukurukurirana senzira yokuenda mberi nokurera rugare mukugarisana kwedu savanhu vapasi pano.[1] Rosenberg anoshandisa mufanandzo wegava kuratidza kushandiswa kwamasimba mukukurukurirana (mutauro wokuudzirana), pamwewo opa mufananidzo we furira mudenga kumirira kusashandisa masimba mukukurukurirana (mutauro wezvomu moyo).[2]

Murutsigiro rwe basa ra Rosenberg, nzimbo ye Centre of Nonviolent Communication yakavambwa.[3] NGO iyi inofundisa vanhu mukugadzirisa kusawirirana pasina kushandisa masimba uye mukushandisa rutongeso rwetsika.[4]

Pazvinowanikwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Rosenburg, Marshall (1999) Nonviolent Communication. A language of life. PuddlerPress. ISBN 9781892005038
  2. Mol, Justine (2017) The Giraffe and Jacka within,About nonviolent Communication. ISBN: 978 8850 373 3.
  3. Rosenberg, Marshall (2005). Speak Peace In a World of Conflict. PuddleDancer Press. p.79. ISBN 978-1892005-17-5.
  4. The Centre of nonviolent Communication