Kurwadziwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kurwadziwa (pain in English) zvinoreva zvinonzwa munhu apo anenge arohwa, arovera, atswinywa kana kuitwa zvimwe zvinomanikidza nyama.