Kurima neMashoko
Mataridziko
Kurima neMashoko kana kurima munhu (v. badmouth) zvidudza kutaura mashoko pamusoro pemumwe uine chinangwa chokumuwisa kubva pachinzvimbo kana kumusvibisa chimiro pakati pevamwe vanhu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lugwere vanoti kulimira (v. badmouth, malign, slander, work towards the downfall of somebody) kureva kurima nemashoko.
- Luganda vanoti okulimirira (v. defame) kureva kurima nemashoko.