Kupondwa kwemhomho

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuponda murakatira)

Shoko rokuti kuponda mhomho kana kuti kupondwa kwemhomho rinotaura kupondwa kwevanhu vazhinji vachipondwa panguva imwechete kana kuti muchinguva chipfupi pasina nguva yokuti zvambokasa.

Muenzaniso wekupondwa kwemhomho unoonekwa pajambwa rerutsvamhumburu pakaurayiwa maJudah vanosvika mamiriyoni matanhatu (6m) panguva yeHondo yePasirose yeChipiri.