Kupiningura

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kupiningura ( do in a different way) rinoreva kuita nemutowo kana nzira yakasiyana. Apa hapasi kutaurwa kuti mutowo uri nani here kana kuti kwete asi wakasiyana chete. Asi kazhinji chishuwo chemunhu kuita zviri nani zvinova zvinorumbidzwa uye zvine zvibereko zvizhinji kubva pakutanga.